Mapisarema 78:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Paakarova dombo, mvura yakatubuka, uye hova dzakayerera mvura zhinji. Asi angagona kutipawo zvokudya here? Angavigira vanhu vake nyama here?”

Mapisarema 78

Mapisarema 78:13-21