Mapisarema 73:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwoyo yavo makasindimara munobuda chitadzo; mifungo yakaipa yendangariro dzavo haina magumo.

Mapisarema 73

Mapisarema 73:3-10