Mapisarema 72:5-7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

5. Achashinga sokuvapo kwezuva, sokuvapo kwomwedzi, kusvikira kumarudzi ose anotevera,

6. achafanana nemvura inonaya pamunda une uswa hwakachekererwa, seguti rinonyorovesa nyika.

7. Pamazuva ake vakarurama vachakura zvakanaka; kubudirira kuchawanda kusvikira mwedzi waguma.

Mapisarema 72