Mapisarema 72:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Shongedzai Mambo nokururamisira kwenyu, imi Mwari, mwanakomana wamambo nokururama kwenyu.

2. Iye achatonga vanhu venyu nokururama, navanonetswa venyu nokururamisira.

Mapisarema 72