Mapisarema 60:2-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

2. Makazungunusa nyika mukaitsemura napakati; gadzirai henyu mitswe yayo, nokuti iri kudengenyeka.

3. Makaratidza vanhu venyu nguva dzakaoma; makatipa waini inotidzedzeresa.

4. Asi kuna vanokutyai, makasimudza mureza kuti urege kupfaranyurwa neuta. Sera

Mapisarema 60