Mapisarema 60:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Makatiramba, imi Mwari, uye mukatirwisa; makanga makatsamwa, zvino tidzorei henyu!

2. Makazungunusa nyika mukaitsemura napakati; gadzirai henyu mitswe yayo, nokuti iri kudengenyeka.

Mapisarema 60