Mapisarema 56:11-13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

11. muna Mwari ndinovimba; handichazotyi chinhu. Ko, munhu angandiitei?

12. Ndinosungwa nemhiko kwamuri, imi Mwari; ndichakuvigirai zvipo zvangu zvokuvonga.

13. Nokuti makandirwira parufu, uye netsoka dzangu pakugumburwa, kuti ndifambe pamberi penyu muchiedza choupenyu.

Mapisarema 56