Mapisarema 51:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Ndinzwirei tsitsi, imi Mwari, nokuda kworudo rwenyu rusingaperi; dzimai kudarika kwangu nokuda kwengoni dzenyu huru.

2. Shambidzai zvakaipa zvangu zvose uye mundinatse kubva pachivi changu.

Mapisarema 51