Mapisarema 49:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Samakwai vakatarirwa kuenda kuguva, uye rufu ruchavadya. Vakarurama vachavatonga mangwanani; chimiro chavo chichaora murinda, kure nedzimba dzavo dzoumambo.

Mapisarema 49

Mapisarema 49:12-16