Mapisarema 44:4-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

4. Ndimi Mambo wangu naMwari wangu, anorayira kukunda kwaJakobho.

5. Kubudikidza nemi, tinosunda vavengi vedu shure; kubudikidza nezita renyu, tinotsika vavengi vedu netsoka dzedu.

6. Handivimbi nouta hwangu, munondo wangu haundivigiri kukunda;

Mapisarema 44