Mapisarema 41:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha achamudzivirira uye achachengetedza upenyu hwake; achamuropafadza panyika uye haangamuisi kuchido chavavengi vake.

Mapisarema 41

Mapisarema 41:1-5