Mapisarema 41:11-13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

11. Ndinoziva kuti munofadzwa neni, nokuti muvengi wangu haandikundi.

12. Munonditsigira pakutendeka kwangu, uye munondiisa pamberi penyu nokusingaperi.

13. Kurumbidzwa ngakuve kuna Jehovha, Mwari waIsraeri, kubva pakusingaperi kusvikira nokusingaperi. Ameni naAmeni.

Mapisarema 41