Mapisarema 4:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndipindurei pandinodana kwamuri, imi Mwari wangu akarurama. Ndisunungurei pakutambudzika kwangu; ndinzwirei ngoni uye munzwe munyengetero wangu.

Mapisarema 4

Mapisarema 4:1-4