Mapisarema 37:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Usava neshungu nokuda kwavanhu vakaipa, uye usaitira godo avo vanoita zvakaipa;

2. nokuti souswa vachaoma nokukurumidza, somuriwo wakasvibira vachakurumidza kuoma.

Mapisarema 37