Mapisarema 27:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Regai kundivanzira chiso chenyu, musadzinga muranda wenyu mukutsamwa; makanga muri mubatsiri wangu. Regai kundiramba kana kundisiya, imi Mwari Muponesi wangu.

Mapisarema 27

Mapisarema 27:2-14