Mapisarema 27:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vakaipa pavakauya kwandiri kuzodya nyama yangu, vavengi navadzivisi vangu pavanondirwisa, vanogumburwa ndokuwa.

Mapisarema 27

Mapisarema 27:1-7