Mapisarema 21:10-12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

10. Muchaparadza zvizvarwa zvavo kubva panyika, vana vavo kubva pakati pavanhu.

11. Kunyange vachirangana zvakaipa pamusoro penyu nokufunga mano akaipa, havangagoni kubudirira;

12. nokuti muchaita kuti vafuratire, pamuchavananga nouta hwakavhomorwa.

Mapisarema 21