10. mhuka dzesango nemombe dzose, zvisikwa zvidiki neshiri dzinobhururuka,
11. Madzimambo enyika nendudzi dzose, imi machinda nemi vatongi vose panyika,
12. majaya nemhandara, vatana navana.
13. Ngavarumbidze zita raJehovha, nokuti zita rake iye oga iguru; kubwinya kwake kuri pamusoro penyika namatenga.