Mapisarema 142:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Ndinodanidzira nenzwi guru kuna Jehovha; ndinosimudzira inzwi rangu kuna Jehovha, kuti andinzwire nyasha.

2. Ndinodurura kugunun'una kwangu pamberi pake; ndinotaura nhamo dzangu pamberi pake.

Mapisarema 142