Mapisarema 137:8-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

8. Haiwa Mwanasikana weBhabhironi, watongerwa kuparadzwa, achafara munhu uyo achatsiva kwauri zvawakaita kwatiri,

9. iye achatora pwere dzako agodzirovera pamatombo.

Mapisarema 137