Mapisarema 137:3-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

3. nokuti ipapo avo vakatitapa vakatikumbira nziyo, vatambudzi vedu vakatigombedzera kuti tiimbe nziyo dzomufaro, vakati, “Tiimbirei rumwe rwiyo rweZioni!”

4. Tingaimba seiko nziyo dzaJehovha tiri munyika yokumwe?

5. Kana ndikakukanganwa, iwe Jerusarema, ruoko rwangu rworudyi ngarukanganwe umhizha hwarwo.

Mapisarema 137