Mapisarema 130:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Ndakadanidzira kwamuri Jehovha, ndiri pakadzika;

2. haiwa Jehovha, inzwai inzwi rangu. Nzeve dzenyu ngadzinzwe kuchemera kwangu ngoni.

3. Dai imi, iyemi Jehovha, maironda zvakaipa zvangu, haiwa Jehovha, ndianiko aimira?

Mapisarema 130