Mapisarema 124:3-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

3. apo kutsamwa kwavo kwakatimukira, vangadai vakatimedza tiri vapenyu;

4. mafashamu angadai akatifukidza, mvura zhinji ingadai yakatikukura,

5. mvura zhinji ine hasha ingadai yakatirasira kure.

Mapisarema 124