Mapisarema 124:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Dai Jehovha akanga asiri kurutivi rwedu, Israeri ngavati,

2. dai Jehovha akanga asiri kurutivi rwedu patakarwiswa navanhu,

3. apo kutsamwa kwavo kwakatimukira, vangadai vakatimedza tiri vapenyu;

Mapisarema 124