Mapisarema 122:8-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

8. Nokuda kwehama neshamwari dzangu, ndichati, “Rugare ngaruve mukati mako.”

9. Nokuda kweimba yaJehovha Mwari wedu, ndichatsvaka kubudirira kwako.

Mapisarema 122