Mapisarema 121:6-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

6. zuva haringakubayi masikati, kana mwedzi usiku.

7. Jehovha achakuchengeta pane zvose zvinokuvadza, iye acharinda upenyu hwako;

8. Jehovha achakurinda pakubuda kwako napakupinda kwako, kubva zvino uye nokusingaperi.

Mapisarema 121