Mapisarema 119:90 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kutendeka kwenyu kunoramba kuripo kusvikira kumarudzi namarudzi; makasimbisa nyika uye inogara nokusingaperi.

Mapisarema 119

Mapisarema 119:85-100