Mapisarema 118:28-29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

28. Imi muri Mwari wangu, uye ndichakuvongai; ndimi Mwari wangu, uye ndichakukudzai.

29. Vongai Jehovha, nokuti akanaka; rudo rwake runogara nokusingaperi.

Mapisarema 118