Mapisarema 116:9-11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

9. kuti ndifambe pamberi paJehovha munyika yavapenyu.

10. Ndakatenda; naizvozvo ndakati, “Ndiri kutambudzika kwazvo.”

11. Uye pakuvhunduka kwangu ndakati, “Vanhu vose vanoreva nhema.”

Mapisarema 116