Mapisarema 116:10-13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

10. Ndakatenda; naizvozvo ndakati, “Ndiri kutambudzika kwazvo.”

11. Uye pakuvhunduka kwangu ndakati, “Vanhu vose vanoreva nhema.”

12. Ndingaripira seiko Jehovha pamusoro pokunaka kwake kwose kwandiri?

13. Ndichasimudza mukombe woruponeso ndigodana kuzita raJehovha.

Mapisarema 116