Mapisarema 113:7-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

7. Anosimudza murombo muguruva, uye anosimudza vanoshayiwa kubva padurunhuru ramadota;

8. anovagadza namachinda, namachinda avanhu vavo.

9. Anogarisa mukadzi asingabereki mumba make, samai vavana vanofara. Rumbidzai Jehovha.

Mapisarema 113