Mapisarema 112:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Rumbidzai Jehovha. Akaropafadzwa munhu anotya Jehovha, anofarira mirayiro yake zvikuru.

2. Vana vake vachava nesimba panyika; zvizvarwa zvavakarurama zvicharopafadzwa.

3. Pfuma nezvakawanda zviri mumba make, uye kururama kwake kunogara nokusingaperi.

Mapisarema 112