Mapisarema 11:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Ndinovanda muna Jehovha. Mungareva seiko kwandiri muchiti, “Tizira kugomo rako seshiri.

2. Nokuti tarira, vakaipa vanowembura uta hwavo; vanogadzirira miseve yavo parukungiso, kuti vapfure vari murima, uyo akarurama pamwoyo.

3. Kana nheyo dzaparadzwa, akarurama angaiteiko?”

Mapisarema 11