Mapisarema 108:4-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

4. Nokuti rudo rwenyu rukuru, kupfuura kudenga denga;

5. Kudzwai, imi Mwari, kumusoro kwokudenga, uye kurumbidzwa kwenyu ngakuve pamusoro penyika yose.

6. Tiponesei uye mutibatsire noruoko rwenyu rworudyi, kuti vamunoda varwirwe.

Mapisarema 108