Mapisarema 106:46-48 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

46. Akaita kuti vanzwirwe tsitsi navose vakavatapa.

47. Tiponesei, imi Jehovha Mwari wedu, uye mutiunganidze kubva kundudzi, kuti tigovonga zita renyu dzvene. Tigofara mukurumbidzwa kwenyu.

48. Jehovha ngaarumbidzwe, iye Mwari waIsraeri, kubva pakusingaperi kusvikira pakusingaperi. Vanhu vose ngavati, “Ameni!” Rumbidzai Jehovha.

Mapisarema 106