Mapisarema 106:39-42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

39. Vakazvisvibisa nezvavakaita; vakazviitisa ufeve namabasa avo.

40. Naizvozvo Jehovha akatsamwira vanhu vake, akasema nhaka yake.

41. Akavaisa mumaoko endudzi, uye vakatongwa navavengi vavo.

42. Vavengi vavo vakavadzvinyirira, uye vakavaisa pasi pesimba ravo.

Mapisarema 106