Mapisarema 106:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Rumbidzai Jehovha. Vongai Jehovha, nokuti akanaka; nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi.

2. Ndianiko angaparidza mabasa aJehovha esimba, kana kureva kurumbidzwa kwake kwose?

Mapisarema 106