Mapisarema 104:25-27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

25. Hero gungwa, rakakura uye rakapamhamha, rine zvisikwa zvisingagoni kuverengwa, zvipenyu zvikuru nezviduku.

26. Hezvo zvikepe zvinofamba-famba, nengwena, yamakaumba kuti itambemo.

27. Zvose izvi zvinotarira kwamuri kuti muzvipe zvokudya zvazvo nenguva yakafanira.

Mapisarema 104