Mapisarema 102:14-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

14. Nokuti matombo aro anokosha kuvaranda venyu; guruva raro chairo rinovaendesa kugomba.

15. Ndudzi dzichatya zita raJehovha, madzimambo ose enyika achatya kubwinya kwenyu.

16. Nokuti Jehovha achavakazve Zioni, agozviratidza pakubwinya kwake.

17. Achadavira minyengetero yavanotambura; haangazvidzi chikumbiro chavo.

18. Izvi ngazvinyorerwe marudzi amangwana, kuti vanhu vasati vasikwa vagorumbidza Jehovha vachiti,

Mapisarema 102