Mako 9:48-50 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

48. uko“ ‘kusingafi honye dzavouye moto wacho usingadzimwi.’

49. Munhu wose acharungwa nomoto.

50. “Munyu wakanaka, asi kana warasa kuvava kwawo, mungauita kuti urungezve here? Ivai nomunyu mukati menyu, uye muve norugare pakati penyu.”

Mako 9