Mako 8:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Achiziva zvavaitaurirana, Jesu akavabvunza akati, “Seiko muchitaura pamusoro pokuti hamuna chingwa? Heya, muchigere kuona kana kunzwisisa nhai? Mwoyo yenyu ichiri mikukutu nhai?

Mako 8

Mako 8:14-26