Mako 6:6-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

6. Uye akashamiswa nokusatenda kwavo.

7. Akadana kwaari vane gumi navaviri akavatuma vari vaviri vaviri uye akavapa simba pamusoro pemweya yakaipa.

8. Akavarayira achiti, “Musatora chinhu parwendo kunze kwetsvimbo; musatora chingwa, kana hombodo, kana mari muzvikwama zvenyu.

9. Mupfeke shangu asi kwete nguo yechipiri.

Mako 6