Mako 5:16-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

16. Vaya vakanga vazviona vakavaudza zvakanga zvaitika kumunhu akanga akabatwa namadhimoni, uye vakataura nezvenguruvewo.

17. Ipapo vanhu vakatanga kukumbira Jesu kuti abve munyika yavo.

18. Jesu paakanga opinda mugwa, munhu akanga akabatwa namadhimoni akakumbira zvikuru kuti aende naye.

Mako 5