Mako 5:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaatendera, uye mweya yakaipa yakabuda ikaenda ikandopinda munguruve. Boka rinenge zviuru zviviri pakuwanda, rakamhanya richiburukira kumawere rikapinda mugungwa uye rikanyuramo.

Mako 5

Mako 5:7-20