Mako 4:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati kwavari, “Chakavanzika choumambo hwaMwari chakapiwa kwamuri. Asi kuna avo vari kunze, zvinhu zvose zvinotaurwa nemifananidzo

Mako 4

Mako 4:6-15