Mako 2:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino vadzidzi vaJohani navaFarisi vakanga vachitsanya. Vamwe vanhu vakauya vakabvunza Jesu vakati, “Sei vadzidzi vaJohani navadzidzi vavaFarisi vachitsanya, asi venyu vasingatsanyi?”

Mako 2

Mako 2:13-21