Mako 13:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye achatuma vatumwa vake, vagounganidza vasanangurwa kubva kumhepo ina, kubva kumagumo enyika kusvikira kumigumo yamatenga.

Mako 13

Mako 13:20-28