Mako 11:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaona muonde uri kure una mashizha, akaenda kundoona kana wakanga une muchero. Akati asvika pauri, haana chaakawana asi mashizha bedzi, nokuti yakanga isiri nguva yamaonde.

Mako 11

Mako 11:6-21