Mabasa Avapostori 3:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akakwakuka, akamira, uye akatanga kufamba. Ipapo akapinda navo mutemberi, achifamba uye achisvetukasvetuka, achirumbidza Mwari.

Mabasa Avapostori 3

Mabasa Avapostori 3:5-10