Mabasa Avapostori 3:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwari akati amutsa muranda wake, akatanga kumutuma kwamuri kuti akuropafadzei nokukutendeutsai mumwe nomumwe wenyu kubva panzira dzenyu dzakaipa.”

Mabasa Avapostori 3

Mabasa Avapostori 3:17-26